Numeri 22:2, 3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Bharaki+ mwanakomana waZipori akaona zvese zvakanga zvaitwa vaAmori naIsraeri, 3 uye Moabhi akatya kwazvo vanhu vacho, nekuti vakanga vakawanda chaizvo; zvechokwadi Moabhi akanzwa mudumbu nemhaka yevaIsraeri.+ Joshua 24:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Bharaki mwanakomana waZipori, mambo weMoabhi, akabva asimuka akarwa nevaIsraeri. Saka akashevedza Bharami mwanakomana waBheori kuti akutukei.+
2 Bharaki+ mwanakomana waZipori akaona zvese zvakanga zvaitwa vaAmori naIsraeri, 3 uye Moabhi akatya kwazvo vanhu vacho, nekuti vakanga vakawanda chaizvo; zvechokwadi Moabhi akanzwa mudumbu nemhaka yevaIsraeri.+
9 Bharaki mwanakomana waZipori, mambo weMoabhi, akabva asimuka akarwa nevaIsraeri. Saka akashevedza Bharami mwanakomana waBheori kuti akutukei.+