RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 23:33
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 33 Havafaniri kugara munyika yako, kuti varege kukuita kuti unditadzire. Kana ukashumira vanamwari vavo, chokwadi uchava musungo kwauri.”+

  • Dheuteronomi 7:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Munofanira kuparadza marudzi ese ari kuiswa mumaoko enyu naJehovha Mwari wenyu.+ Hamufaniri* kuanzwira tsitsi,+ uye hamufaniri kushumira vanamwari vawo,+ nekuti izvozvo zvingava musungo kwamuri.+

  • 1 Madzimambo 11:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Vaiva vemarudzi akanga anzi nezvawo naJehovha kuvaIsraeri: “Regai kupinda pakati pawo,* uye iwo ngaarege kupinda pakati penyu, nekuti chokwadi achaita kuti mwoyo yenyu itevere vanamwari vawo.”+ Asi Soromoni haana kuda kusiyana navo uye aivada.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe