RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 15:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Asi vana vako vachadzoka kuno+ pachizvarwa chechina, nekuti chivi chevaAmori hachisati chasvika pakuipisisa.”+

  • Revhitiko 18:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Saka nyika yacho haina kuchena, uye ndichairangira kutadza kwayo, yorutsa vagari vayo.+

  • Dheuteronomi 9:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Hausi kupinda kunotora nyika iyi nekuti wakarurama kana kuti mwoyo wako wakarurama. Asi Jehovha Mwari wako ari kudzinga marudzi aya pamberi pako+ nemhaka yekuipa kwawo kuti Jehovha azadzise shoko raakapikira madzitateguru ako, Abrahamu,+ Isaka,+ naJakobho.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe