-
1 Madzimambo 12:3, 4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Vakabva vatumira shoko kuti anoshevedzwa. Jerobhoamu akabva aenda neungano yese yaIsraeri kuna Rehobhoamu vakati: 4 “Baba venyu vakaita kuti joko redu rirwadze.+ Asi kana mukaita kuti basa rinorwadza rataiitiswa nababa venyu rive nyore uye mukarerutsa joko rinorema* ravakaisa patiri, tichakushandirai.”
-