RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Vatongi 21:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Vakabvunza kuti: “Pamadzinza aIsraeri ndiani asina kuenda kuna Jehovha kuMizpa?”+ Zvakangoitika kuti hapana munhu akanga auya kubva kuJabheshi-giriyedhi kuti apinde mumusasa waiva neungano.

  • 1 Samueri 31:11, 12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Vagari vekuJabheshi-giriyedhi+ pavakanzwa zvakanga zvaitirwa Sauro nevaFiristiya, 12 varwi vese vakabva vasimuka, vakafamba usiku hwese, vakanobvisa mutumbi waSauro nemitumbi yevanakomana vake parusvingo rweBheti-shani. Vakadzokera kuJabheshi, vakapisa mitumbi yacho ikoko.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe