1 Samueri 11:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nahashi muAmoni+ akabva auya akadzika musasa pakatarisana neJabheshi iri muGiriyedhi. Varume vese vekuJabheshi+ vakati kuna Nahashi: “Itai sungano* nesu, uye tichava pasi penyu.”
11 Nahashi muAmoni+ akabva auya akadzika musasa pakatarisana neJabheshi iri muGiriyedhi. Varume vese vekuJabheshi+ vakati kuna Nahashi: “Itai sungano* nesu, uye tichava pasi penyu.”