Eksodho 3:9, 10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Saka chiona! Kuchema kwevaIsraeri kwasvika kwandiri, uyewo ndaona utsinye hwavari kuitirwa nevaIjipiti vachidzvinyirirwa.+ 10 Iye zvino chiuya ndikutume kuna Farao, ubudise vanhu vangu, ivo vaIsraeri, muIjipiti.”+
9 Saka chiona! Kuchema kwevaIsraeri kwasvika kwandiri, uyewo ndaona utsinye hwavari kuitirwa nevaIjipiti vachidzvinyirirwa.+ 10 Iye zvino chiuya ndikutume kuna Farao, ubudise vanhu vangu, ivo vaIsraeri, muIjipiti.”+