16 “Mangwana panenge panguva ino, ndichakutumira murume anobva kunyika yaBhenjamini.+ Unofanira kumuzodza kuti ave mutungamiriri wevanhu vangu vaIsraeri,+ uye achaponesa vanhu vangu paruoko rwevaFiristiya. Nekuti ndaona kutambudzika kwevanhu vangu, uye ndanzwa kuchema kwavo.”+