1 Samueri 18:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Dhavhidhi akatanga kuenda kuhondo uye aikunda*+ kwese kwaaitumwa naSauro. Saka Sauro akamuita mukuru wevarwi,+ uye izvi zvakafadza vanhu vese pamwe chete nevaranda vaSauro.
5 Dhavhidhi akatanga kuenda kuhondo uye aikunda*+ kwese kwaaitumwa naSauro. Saka Sauro akamuita mukuru wevarwi,+ uye izvi zvakafadza vanhu vese pamwe chete nevaranda vaSauro.