RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 23:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Dhavhidhi akagara murenje munzvimbo dzakaoma kusvika, munharaunda ine makomo murenje reZifi.+ Sauro akaramba achimutsvaga,+ asi Jehovha haana kumuisa muruoko rwake.

  • 1 Samueri 23:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Gare gare varume vekuZifi vakaenda kuna Sauro kuGibhiya,+ vakati: “Dhavhidhi haana here kuhwanda pedyo nesu+ munzvimbo dzinonetsa kusvika kuHoreshi,+ pachikomo cheHakira,+ chiri kumaodzanyemba* kweJeshimoni?*+

  • 1 Samueri 23:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Saka vakasiya Sauro vakatungamira kuZifi,+ Dhavhidhi nevarume vake vari murenje reMaoni+ muArabha+ kumaodzanyemba kweJeshimoni.

  • Pisarema 54:mashoko ekusuma
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • Kumutungamiriri; runofanira kuimbwa pamwe nezviridzwa zvine tambo. Maskiri.* Rwiyo rwaDhavhidhi rwaakaimba pakaenda vaZifi kuna Sauro vakamuudza kuti: “Dhavhidhi akahwanda pakati pedu.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe