1 Samueri 23:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Gare gare varume vekuZifi vakaenda kuna Sauro kuGibhiya,+ vakati: “Dhavhidhi haana here kuhwanda pedyo nesu+ munzvimbo dzinonetsa kusvika kuHoreshi,+ pachikomo cheHakira,+ chiri kumaodzanyemba* kweJeshimoni?*+ 1 Samueri 26:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Nekufamba kwenguva, varume vekuZifi+ vakaenda kwaiva naSauro kuGibhiya,+ vakati: “Hamusi kuziva here kuti Dhavhidhi akahwanda muchikomo cheHakira, chakatarisana neJeshimoni?”*+
19 Gare gare varume vekuZifi vakaenda kuna Sauro kuGibhiya,+ vakati: “Dhavhidhi haana here kuhwanda pedyo nesu+ munzvimbo dzinonetsa kusvika kuHoreshi,+ pachikomo cheHakira,+ chiri kumaodzanyemba* kweJeshimoni?*+
26 Nekufamba kwenguva, varume vekuZifi+ vakaenda kwaiva naSauro kuGibhiya,+ vakati: “Hamusi kuziva here kuti Dhavhidhi akahwanda muchikomo cheHakira, chakatarisana neJeshimoni?”*+