Genesisi 30:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Rabhani akabva ati kwaari: “Kana wandinzwira nyasha ndapota hangu gara, nekuti ndiri kuona nezviratidzo kuti* Jehovha ari kundikomborera pamusana pako.” Genesisi 39:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Kubvira paakamugadza kuti atungamirire zvese zvaiitwa mumba make uye zvinhu zvake zvese, Jehovha akaramba achikomborera imba yemuIjipiti wacho nekuda kwaJosefa, uye chikomborero chaJehovha chakava pazvese zvaaiva nazvo mumba nemumunda.+
27 Rabhani akabva ati kwaari: “Kana wandinzwira nyasha ndapota hangu gara, nekuti ndiri kuona nezviratidzo kuti* Jehovha ari kundikomborera pamusana pako.”
5 Kubvira paakamugadza kuti atungamirire zvese zvaiitwa mumba make uye zvinhu zvake zvese, Jehovha akaramba achikomborera imba yemuIjipiti wacho nekuda kwaJosefa, uye chikomborero chaJehovha chakava pazvese zvaaiva nazvo mumba nemumunda.+