1 Samueri 31:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Saka Sauro nevanakomana vake vatatu, nemutakuri wezvombo zvake, nevarume vake vese, vakafa zuva iroro.+ 1 Makoronike 10:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Saka Sauro nevanakomana vake vatatu vakafa, uye vese veimba yake vakafa pamwe chete.+
6 Saka Sauro nevanakomana vake vatatu, nemutakuri wezvombo zvake, nevarume vake vese, vakafa zuva iroro.+