Dheuteronomi 7:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Achaisa madzimambo avo muruoko rwako,+ uye uchaparadza mazita avo pasi pedenga.+ Hapana munhu achamirisana newe,+ kusvikira wavaparadza.+ 2 Samueri 8:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Akaisa mapoka evarwi muEdhomu. Akaisa mapoka acho muEdhomu yese, uye vaEdhomu vese vakava varanda vaDhavhidhi.+ Jehovha aiita kuti Dhavhidhi akunde* kwese kwaaienda.+
24 Achaisa madzimambo avo muruoko rwako,+ uye uchaparadza mazita avo pasi pedenga.+ Hapana munhu achamirisana newe,+ kusvikira wavaparadza.+
14 Akaisa mapoka evarwi muEdhomu. Akaisa mapoka acho muEdhomu yese, uye vaEdhomu vese vakava varanda vaDhavhidhi.+ Jehovha aiita kuti Dhavhidhi akunde* kwese kwaaienda.+