Genesisi 25:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Uye Jehovha akati kwaari: “Mudumbu mako mune marudzi maviri,+ uye marudzi maviri achaparadzaniswa achibva mauri;+ rumwe rudzi ruchava nesimba kupfuura rumwe,+ uye mukuru achashandira mudiki.”+ Genesisi 25:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Munin’ina wake akazobuda uye ruoko rwake rwakanga rwakabata chitsitsinho chaIsau,+ saka akamutumidza kuti Jakobho.*+ Pavakaberekwa, Isaka akanga ava nemakore 60. Genesisi 27:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Marudzi ngaakukotamire uye nyika ngadzikushandire. Iva tenzi wehama dzako, uye vanakomana vaamai vako ngavakukotamire.+ Munhu wese anokutuka, ngaatukwe, uye munhu wese anokukomborera ngaakomborerwe.”+ Genesisi 27:37 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 37 Asi Isaka akamupindura kuti: “Ndamugadza kuti ave tenzi wako,+ uye ndamupa hama dzake dzese kuti dzive varanda vake, uye ndamupa zviyo newaini itsva.+ Chii chasara chandingakuitira nhai mwanangu?” Numeri 24:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Uye Edhomu achava nhaka,+Chokwadi, Seiri+ achava nhaka yevavengi vake,+Israeri achiratidza ushingi hwake.
23 Uye Jehovha akati kwaari: “Mudumbu mako mune marudzi maviri,+ uye marudzi maviri achaparadzaniswa achibva mauri;+ rumwe rudzi ruchava nesimba kupfuura rumwe,+ uye mukuru achashandira mudiki.”+
26 Munin’ina wake akazobuda uye ruoko rwake rwakanga rwakabata chitsitsinho chaIsau,+ saka akamutumidza kuti Jakobho.*+ Pavakaberekwa, Isaka akanga ava nemakore 60.
29 Marudzi ngaakukotamire uye nyika ngadzikushandire. Iva tenzi wehama dzako, uye vanakomana vaamai vako ngavakukotamire.+ Munhu wese anokutuka, ngaatukwe, uye munhu wese anokukomborera ngaakomborerwe.”+
37 Asi Isaka akamupindura kuti: “Ndamugadza kuti ave tenzi wako,+ uye ndamupa hama dzake dzese kuti dzive varanda vake, uye ndamupa zviyo newaini itsva.+ Chii chasara chandingakuitira nhai mwanangu?”
18 Uye Edhomu achava nhaka,+Chokwadi, Seiri+ achava nhaka yevavengi vake,+Israeri achiratidza ushingi hwake.