Eksodho 34:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Jehovha akanga achipfuura nepamberi pake achizivisa kuti: “Jehovha, Jehovha, Mwari ane ngoni+ netsitsi,*+ anononoka kutsamwa+ uye azere nerudo rusingachinji,*+ nechokwadi,*+ Pisarema 32:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Anofara munhu anoregererwa kudarika kwake, ane chivi chinofukidzwa.*+
6 Jehovha akanga achipfuura nepamberi pake achizivisa kuti: “Jehovha, Jehovha, Mwari ane ngoni+ netsitsi,*+ anononoka kutsamwa+ uye azere nerudo rusingachinji,*+ nechokwadi,*+