-
Nehemiya 9:17Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
17 Vakaramba kuteerera,+ uye havana kuyeuka mabasa enyu anoshamisa amakaita pakati pavo, asi vakatanga kuomesa misoro,* vakagadza mutungamiriri kuti vadzokere kuuranda hwavo muIjipiti.+ Asi imi muri Mwari akagadzirira kukanganwira,* ane tsitsi* nengoni, anononoka kutsamwa uye azere nerudo rusingachinji,+ uye hamuna kuvasiya.+
-