-
2 Samueri 2:5, 6Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
5 Saka Dhavhidhi akatuma nhume kuvarume vekuJabheshi-giriyedhi akati kwavari: “Jehovha ngaakukomborerei, nekuti makaratidza rudo rusingachinji kunashe wenyu Sauro nekumuviga kwamakaita.+ 6 Jehovha ngaakuratidzei rudo rusingachinji uye ngaatendeke kwamuri. Iniwo ndichakuitirai mutsa nemhaka yezvamakaita.+
-