Dheuteronomi 32:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Iye iDombo, basa rake rakakwana,+Nekuti nzira dzake dzese dzakarurama.+ NdiMwari akatendeka,+ asingaiti zvisina kururama;+Iye akarurama uye akatendeseka.+ Pisarema 71:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Kururama kwenyu haiwa Mwari kunosvika kumusoro;+Makaita zvinhu zvikuru;Haiwa Mwari, ndiani akaita semi?+ Zvakazarurwa 15:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Vaiimba rwiyo rwaMozisi+ muranda waMwari nerwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha* Mwari Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+
4 Iye iDombo, basa rake rakakwana,+Nekuti nzira dzake dzese dzakarurama.+ NdiMwari akatendeka,+ asingaiti zvisina kururama;+Iye akarurama uye akatendeseka.+
19 Kururama kwenyu haiwa Mwari kunosvika kumusoro;+Makaita zvinhu zvikuru;Haiwa Mwari, ndiani akaita semi?+
3 Vaiimba rwiyo rwaMozisi+ muranda waMwari nerwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha* Mwari Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+