2 Samueri 15:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Vane vanakomana vavo vaviri ikoko, Ahimaazi+ mwanakomana waZadhoki naJonatani+ mwanakomana waAbhiyatari; muvatume kwandiri nezvese zvamunenge manzwa.” 2 Samueri 17:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Zvino kurumidzai kutumira shoko kuna Dhavhidhi mumuudze kuti: ‘Musarara pamazambuko* ekurenje usiku huno, asi ivai nechokwadi chekuti mayambuka, nekuti mambo nevanhu vese vaainavo vangaparadzwa.’”*+ 2 Samueri 17:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Varume vacho pavakaenda, ivo vakabva vabuda mutsime racho, vakanosvitsa shoko kuna Mambo Dhavhidhi. Vakati kwaari: “Simukai mukurumidze kuyambuka mvura, nekuti Ahitoferi apa zano iri rakakuipirai.”+
36 Vane vanakomana vavo vaviri ikoko, Ahimaazi+ mwanakomana waZadhoki naJonatani+ mwanakomana waAbhiyatari; muvatume kwandiri nezvese zvamunenge manzwa.”
16 Zvino kurumidzai kutumira shoko kuna Dhavhidhi mumuudze kuti: ‘Musarara pamazambuko* ekurenje usiku huno, asi ivai nechokwadi chekuti mayambuka, nekuti mambo nevanhu vese vaainavo vangaparadzwa.’”*+
21 Varume vacho pavakaenda, ivo vakabva vabuda mutsime racho, vakanosvitsa shoko kuna Mambo Dhavhidhi. Vakati kwaari: “Simukai mukurumidze kuyambuka mvura, nekuti Ahitoferi apa zano iri rakakuipirai.”+