2 Samueri 18:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Ahimaazi+ mwanakomana waZadhoki akati: “Ndapota, regai ndimhanye ndinoudza mambo zvaitika, nekuti Jehovha amurwira nekumusunungura kwaaita pavavengi vake.”+
19 Ahimaazi+ mwanakomana waZadhoki akati: “Ndapota, regai ndimhanye ndinoudza mambo zvaitika, nekuti Jehovha amurwira nekumusunungura kwaaita pavavengi vake.”+