Mateu 21:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Pavakaswedera pedyo neJerusarema, vakasvika paBhetifage paGomo reMiorivhi, Jesu akabva atuma vadzidzi vaviri,+ Mateu 24:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Paakanga akagara pasi muGomo reMiorivhi, vadzidzi vakaenda kwaari vari vega, vakati: “Tiudzei, zvinhu izvi zvichaitika riini, uye chii chichava chiratidzo chekuti mavapo*+ uye chekuti nyika yava kumagumo kwayo?”*+ Mabasa 1:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Vakabva vadzokera kuJerusarema+ vachibva mugomo rinonzi Gomo reMiorivhi, riri pedyo neJerusarema, chinhambwe chingafambwa pazuva resabata.
21 Pavakaswedera pedyo neJerusarema, vakasvika paBhetifage paGomo reMiorivhi, Jesu akabva atuma vadzidzi vaviri,+
3 Paakanga akagara pasi muGomo reMiorivhi, vadzidzi vakaenda kwaari vari vega, vakati: “Tiudzei, zvinhu izvi zvichaitika riini, uye chii chichava chiratidzo chekuti mavapo*+ uye chekuti nyika yava kumagumo kwayo?”*+
12 Vakabva vadzokera kuJerusarema+ vachibva mugomo rinonzi Gomo reMiorivhi, riri pedyo neJerusarema, chinhambwe chingafambwa pazuva resabata.