RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Samueri 15:35, 36
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 35 Handiti vapristi Zadhoki naAbhiyatari vari ikoko newe here? Unofanira kuudza vapristi Zadhoki naAbhiyatari zvinhu zvese zvaunenge wanzwa muimba yamambo.+ 36 Vane vanakomana vavo vaviri ikoko, Ahimaazi+ mwanakomana waZadhoki naJonatani+ mwanakomana waAbhiyatari; muvatume kwandiri nezvese zvamunenge manzwa.”

  • 2 Samueri 17:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Jonatani+ naAhimaazi+ vakanga vachigara paEni-rogeri+ nekuti vakanga vasingatombodi kuonekwa vachipinda muguta; saka mumwe murandasikana akaenda akanovaudza zvese uye vakabva vaenda kunoudza Mambo Dhavhidhi.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe