2 Samueri 15:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Dhavhidhi paakanga achikwira Gomo reMiorivhi,+ akanga achichema; musoro wake wakanga wakafukidzwa, uye aifamba asina shangu. Vanhu vese vaaiva navo vakafukidzawo misoro yavo uye vaikwira gomo vachichema.
30 Dhavhidhi paakanga achikwira Gomo reMiorivhi,+ akanga achichema; musoro wake wakanga wakafukidzwa, uye aifamba asina shangu. Vanhu vese vaaiva navo vakafukidzawo misoro yavo uye vaikwira gomo vachichema.