2 Samueri 2:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Pashure paizvozvo Dhavhidhi akabvunza Jehovha+ kuti: “Ndiende kune rimwe remaguta eJudha here?” Jehovha akati kwaari: “Enda.” Dhavhidhi akabva abvunza kuti: “Ndiende kupi?” Iye akati: “KuHebroni.”+ 2 Samueri 2:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Dhavhidhi akaendawo nevarume vaaiva navo,+ mumwe nemumwe neimba yake, vakanogara mumaguta akapoteredza Hebroni. 1 Makoronike 11:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nekufamba kwenguva, vaIsraeri vese vakaungana kwaiva naDhavhidhi kuHebroni+ vakati kwaari: “Inzwai! Tiri pfupa renyu nenyama yenyu.*+
2 Pashure paizvozvo Dhavhidhi akabvunza Jehovha+ kuti: “Ndiende kune rimwe remaguta eJudha here?” Jehovha akati kwaari: “Enda.” Dhavhidhi akabva abvunza kuti: “Ndiende kupi?” Iye akati: “KuHebroni.”+
3 Dhavhidhi akaendawo nevarume vaaiva navo,+ mumwe nemumwe neimba yake, vakanogara mumaguta akapoteredza Hebroni.
11 Nekufamba kwenguva, vaIsraeri vese vakaungana kwaiva naDhavhidhi kuHebroni+ vakati kwaari: “Inzwai! Tiri pfupa renyu nenyama yenyu.*+