RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Samueri 15:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Absaromu akabva atuma vanhu* kumadzinza ese aIsraeri achiti: “Pamunongonzwa kurira kwehwamanda, daidzirai muchiti, ‘Absaromu ava mambo muHebroni!’”+

  • 2 Samueri 15:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Uye paakapa zvibayiro, Absaromu akatumira shoko kuti ashevedze Ahitoferi+ wekuGiro, chipangamazano waDhavhidhi,+ kuti auye kubva kuguta rake reGiro.+ Urongwa hwekupandukira mambo hwakaramba huchisimba, uye vanhu vaitsigira Absaromu vakaramba vachiwanda.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe