Pisarema 78:68 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 68 Asi akasarudza dzinza raJudha,+Gomo reZiyoni, raanoda.+ Pisarema 78:70 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 70 Akasarudza Dhavhidhi+ mushumiri wake,Akamutora kumatanga emakwai,+