Joshua 18:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Ziira,+ Haerefi, Jebhusi, kureva Jerusarema,+ Gibhiya,+ neKiriyati, maguta 14 nemisha yawo. Iyi ndiyo yaiva nhaka yevana vaBhenjamini maererano nemhuri dzavo.
28 Ziira,+ Haerefi, Jebhusi, kureva Jerusarema,+ Gibhiya,+ neKiriyati, maguta 14 nemisha yawo. Iyi ndiyo yaiva nhaka yevana vaBhenjamini maererano nemhuri dzavo.