Dheuteronomi 32:43 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 43 Farai, imi marudzi, nevanhu vake,+Nekuti achatsiva ropa revashumiri vake,+Achatsiva mhandu dzake+Uye achayananisira* nyika yevanhu vake.” Pisarema 117:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 117 Rumbidzai Jehovha, imi marudzi ese;+Mukudzei, imi madzinza ese.+
43 Farai, imi marudzi, nevanhu vake,+Nekuti achatsiva ropa revashumiri vake,+Achatsiva mhandu dzake+Uye achayananisira* nyika yevanhu vake.”