43 teererai muri kudenga, iyo nzvimbo yenyu yamunogara,+ muite zvese zvamunokumbirwa nemunhu wacho wekune imwe nyika, kuti marudzi ese epanyika azive zita renyu okutyai,+ sezvinoitwa nevanhu venyu vaIsraeri, uye kuti azive kuti zita renyu riri paimba iyi yandavaka.