Mabasa 1:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 “Varume, hama, zvakanga zvakakodzera kuti rugwaro ruzadziswe rwakataurwa nemweya mutsvene uchiita kuti Dhavhidhi aprofite pamusoro paJudhasi,+ uyo akatungamirira vanhu vakasunga Jesu.+ 2 Petro 1:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Nekuti hapana kana pakamboziviswa uprofita huchibva mupfungwa dzevanhu,+ asi vanhu vakataura zvichibva kuna Mwari, vachitungamirirwa nemweya mutsvene.+
16 “Varume, hama, zvakanga zvakakodzera kuti rugwaro ruzadziswe rwakataurwa nemweya mutsvene uchiita kuti Dhavhidhi aprofite pamusoro paJudhasi,+ uyo akatungamirira vanhu vakasunga Jesu.+
21 Nekuti hapana kana pakamboziviswa uprofita huchibva mupfungwa dzevanhu,+ asi vanhu vakataura zvichibva kuna Mwari, vachitungamirirwa nemweya mutsvene.+