2 Samueri 7:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Imba yako neumambo hwako zvicharamba zviripo nekusingaperi; chigaro chako cheumambo chicharamba chakasimba nekusingaperi.”’”+ 2 Samueri 7:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Kuwedzera pane izvozvo, haiwa Changamire Ishe Jehovha, muri kutaurawo kuti imba yemushumiri wenyu ichagara kwenguva refu; uye uyu murayiro* kuvanhu vese, haiwa Changamire Ishe Jehovha. 1 Makoronike 17:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 “‘“Pauchafa woenda kune madzitateguru ako, ndichaita kuti mwana* wako, mumwe wevanakomana vako, ave mambo pashure pako,+ uye ndichasimbisa umambo hwake.+ Pisarema 89:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 “Ndakaita sungano newandakasarudza;+Ndakapikira mushumiri wangu Dhavhidhi ndichiti:+ Pisarema 89:28, 29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Kusvikira nariini, ndicharamba ndichimuratidza rudo rwangu rusingachinji,+Uye sungano yangu naye haizomboperi.+ 29 Ndichasimbisa mwana* wake nekusingaperi,Ndoita kuti chigaro chake cheumambo chirambe chiripo sematenga.+ Pisarema 132:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Jehovha akapika kuna Dhavhidhi;Haazoregi kuita zvaakataura paakati: “Mumwe wevana vako,Ndichamuisa pachigaro chako cheumambo.+
16 Imba yako neumambo hwako zvicharamba zviripo nekusingaperi; chigaro chako cheumambo chicharamba chakasimba nekusingaperi.”’”+
19 Kuwedzera pane izvozvo, haiwa Changamire Ishe Jehovha, muri kutaurawo kuti imba yemushumiri wenyu ichagara kwenguva refu; uye uyu murayiro* kuvanhu vese, haiwa Changamire Ishe Jehovha.
11 “‘“Pauchafa woenda kune madzitateguru ako, ndichaita kuti mwana* wako, mumwe wevanakomana vako, ave mambo pashure pako,+ uye ndichasimbisa umambo hwake.+
28 Kusvikira nariini, ndicharamba ndichimuratidza rudo rwangu rusingachinji,+Uye sungano yangu naye haizomboperi.+ 29 Ndichasimbisa mwana* wake nekusingaperi,Ndoita kuti chigaro chake cheumambo chirambe chiripo sematenga.+
11 Jehovha akapika kuna Dhavhidhi;Haazoregi kuita zvaakataura paakati: “Mumwe wevana vako,Ndichamuisa pachigaro chako cheumambo.+