1 Samueri 7:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Samueri akabva atora gwayana raiyamwa, akaripa sechibayiro chinopiswa+ kuna Jehovha; uye Samueri akashevedzera kuna Jehovha kuti vaIsraeri vabatsirwe, Jehovha akamupindura.+ 1 Samueri 10:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Dzika utungamire kuGirigari,+ uye ini ndichauya kwauri ikoko kuti ndipe zvibayiro zvinopiswa, nezvibayiro zverugare. Urambe wakamirira kwemazuva 7 kusvikira ndauya kwauri. Uye ndichakuudza zvaunofanira kuita.” 1 Makoronike 21:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Dhavhidhi akabva avakira Jehovha atari+ ipapo, akapa zvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zverugare, uye akashevedzera kuna Jehovha, uyo akamupindura nemoto+ wakabva kudenga ukaenda paatari yekupisira zvibayiro.
9 Samueri akabva atora gwayana raiyamwa, akaripa sechibayiro chinopiswa+ kuna Jehovha; uye Samueri akashevedzera kuna Jehovha kuti vaIsraeri vabatsirwe, Jehovha akamupindura.+
8 Dzika utungamire kuGirigari,+ uye ini ndichauya kwauri ikoko kuti ndipe zvibayiro zvinopiswa, nezvibayiro zverugare. Urambe wakamirira kwemazuva 7 kusvikira ndauya kwauri. Uye ndichakuudza zvaunofanira kuita.”
26 Dhavhidhi akabva avakira Jehovha atari+ ipapo, akapa zvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zverugare, uye akashevedzera kuna Jehovha, uyo akamupindura nemoto+ wakabva kudenga ukaenda paatari yekupisira zvibayiro.