1 Samueri 7:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Samueri akabva atora gwayana raiyamwa, akaripa Jehovha kuti rive chinopiwa chinopiswa, chinopiwa chakakwana;+ Samueri akashevedzera kuna Jehovha kuti vaIsraeri vabatsirwe,+ Jehovha akamupindura.+ 1 Samueri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 7:9 Nharireyomurindi,3/15/2005, p. 22
9 Samueri akabva atora gwayana raiyamwa, akaripa Jehovha kuti rive chinopiwa chinopiswa, chinopiwa chakakwana;+ Samueri akashevedzera kuna Jehovha kuti vaIsraeri vabatsirwe,+ Jehovha akamupindura.+