RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Samueri 11:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Dhavhidhi akabva atumira munhu kuti anobvunza nezvemukadzi wacho, uye akadzoka achiti: “Haasi Bhati-shebha+ mwanasikana waEriyamu,+ mudzimai waUriya+ muHiti here?”+

  • 2 Samueri 11:27
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 Nguva yekuchema payakanga yangopfuura, Dhavhidhi akamushevedza akamuunza kumba kwake, uye akava mudzimai wake,+ akamuberekera mwanakomana. Asi zvakaitwa naDhavhidhi zvakagumbura Jehovha chaizvo.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe