1 Madzimambo 5:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Asi iye zvino Jehovha Mwari wangu andipa zororo kumativi ese.+ Hapana ari kundirwisa, uye hapana chakaipa chiri kuitika.+ 1 Makoronike 22:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Uchava nemwanakomana+ uyo achava munhu werugare,* uye ndichamuzorodza pavavengi vake vese vari kumativi ese;+ nekuti achanzi Soromoni,*+ uye ndichaita kuti vaIsraeri vave nerugare nerunyararo mumazuva ake.+ Pisarema 72:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Mumazuva ake, vakarurama vachabudirira,*+Uye rugare ruchawanda+ kusvikira mwedzi usisipo.
4 Asi iye zvino Jehovha Mwari wangu andipa zororo kumativi ese.+ Hapana ari kundirwisa, uye hapana chakaipa chiri kuitika.+
9 Uchava nemwanakomana+ uyo achava munhu werugare,* uye ndichamuzorodza pavavengi vake vese vari kumativi ese;+ nekuti achanzi Soromoni,*+ uye ndichaita kuti vaIsraeri vave nerugare nerunyararo mumazuva ake.+