RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 4:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 VaJudha nevaIsraeri vaigara zvakanaka vasina chekutya, mumwe nemumwe ari pasi pemuzambiringa wake nepasi pemuonde wake, kubva kuDhani kusvika kuBheeri-shebha, mazuva ese aSoromoni.

  • 1 Makoronike 22:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Uchava nemwanakomana+ uyo achava munhu werugare,* uye ndichamuzorodza pavavengi vake vese vari kumativi ese;+ nekuti achanzi Soromoni,*+ uye ndichaita kuti vaIsraeri vave nerugare nerunyararo mumazuva ake.+

  • Isaya 2:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  4 Achapa mutongo pakati pemarudzi

      Oruramisa* zvinhu pakati pemarudzi mazhinji.

      Vachapfura mapakatwa avo kuti ave miromo yemagejo

      Nemapfumo avo kuti ave mapanga ekuchekerera miti.+

      Rudzi haruzosimudziri rumwe rudzi bakatwa,

      Uye havazodzidzi kurwa zvakare.+

  • Isaya 9:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Nekuti taberekerwa mwana,+

      Tapiwa mwanakomana;

      Uye utongi huchava* papfudzi rake.+

      Zita rake richanzi Chipangamazano Anoshamisa,+ Mwari Ane Simba,+ Baba Vasingagumi, Muchinda weRugare.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe