-
1 Madzimambo 10:7Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
7 Asi handina kutenda mashoko acho kusvikira ndauya ndikazvionera nemaziso angu. Zvandakaudzwa hazvitombosviki pahafu yezvandaona. Uchenjeri nekubudirira kwenyu zvinopfuura nekure mashoko andakanzwa.
-