1 Madzimambo 3:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 ndichaita zvawakumbira.+ Ndichakupa mwoyo wakachenjera uye unonzwisisa,+ zvekuti hapazombovi nemumwe munhu akaita sewe sezvapasina kumbobvira pava nemumwe akaita sewe.+ 1 Madzimambo 4:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Mwari akapa Soromoni uchenjeri neungwaru hwakakura chaizvo uye akamupawo mwoyo unoziva* zvinhu zvakawanda sejecha riri pamahombekombe egungwa.+ Jakobho 1:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Saka kana mumwe wenyu asina uchenjeri, ngaarambe achikumbira Mwari+ uye achahupiwa,+ nekuti iye anopa munhu wese nemwoyo wese, asingazvidzi.*+
12 ndichaita zvawakumbira.+ Ndichakupa mwoyo wakachenjera uye unonzwisisa,+ zvekuti hapazombovi nemumwe munhu akaita sewe sezvapasina kumbobvira pava nemumwe akaita sewe.+
29 Mwari akapa Soromoni uchenjeri neungwaru hwakakura chaizvo uye akamupawo mwoyo unoziva* zvinhu zvakawanda sejecha riri pamahombekombe egungwa.+
5 Saka kana mumwe wenyu asina uchenjeri, ngaarambe achikumbira Mwari+ uye achahupiwa,+ nekuti iye anopa munhu wese nemwoyo wese, asingazvidzi.*+