RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 25:33
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 33 Makapu matatu akaumbwa semaruva emuarumondi achange ari pamapazi ari kudivi rimwe chete, aine mapfundo nemaruva akatumbuka, zvakatevedzana zvichiti apa pfundo apa ruva rakatumbuka. Uye makapu matatu akaumbwa semaruva emuarumondi ari pamapazi ekune rimwe divi racho, achange aine mapfundo nemaruva akatumbuka, zvakatevedzana zvichiti apa pfundo apa ruva rakatumbuka. Izvi ndizvo zvichange zvakaita mapazi matanhatu akabatira pachidzinde chechigadziko chemarambi.

  • 1 Madzimambo 6:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Mapuranga emusidhari emukati meimba yacho akanga akatemererwa mifananidzo yemichero yakaita semanwiwa madiki+ nemaruva akatumbuka.+ Zvese zvaiva zvemusidhari; hapana dombo raioneka.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe