1 Madzimambo 3:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Saka ipai muranda wenyu mwoyo unoteerera kuti atonge vanhu venyu,+ kuti azive chakanaka nechakaipa,+ nekuti ndiani angakwanisa kutonga vanhu venyu ava vakawanda* kudai?” 1 Madzimambo 3:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Saka vaIsraeri vese vakanzwa matongero akanga aitwa namambo, uye vakaremekedza* mambo chaizvo,+ nekuti vakaona kuti Mwari akanga amupa uchenjeri hwekuti atonge zvakarurama.+ Zvirevo 20:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Kana mambo agara pachigaro chake kuti atonge,+Anourutsa zvakaipa zvese nemaziso ake.+
9 Saka ipai muranda wenyu mwoyo unoteerera kuti atonge vanhu venyu,+ kuti azive chakanaka nechakaipa,+ nekuti ndiani angakwanisa kutonga vanhu venyu ava vakawanda* kudai?”
28 Saka vaIsraeri vese vakanzwa matongero akanga aitwa namambo, uye vakaremekedza* mambo chaizvo,+ nekuti vakaona kuti Mwari akanga amupa uchenjeri hwekuti atonge zvakarurama.+