Jobho 34:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nekuti achapa munhu mubayiro maererano nezvaanoita+Uye achaita kuti awane zvinoenderana nenzira dzake. Pisarema 18:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Jehovha anondipa mubayiro unoenderana nekururama kwangu;+Anondipa mubayiro unoenderana nekuchena* kwemaoko angu.+
11 Nekuti achapa munhu mubayiro maererano nezvaanoita+Uye achaita kuti awane zvinoenderana nenzira dzake.
20 Jehovha anondipa mubayiro unoenderana nekururama kwangu;+Anondipa mubayiro unoenderana nekuchena* kwemaoko angu.+