-
1 Madzimambo 4:24, 25Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
24 Nekuti aitonga zvinhu zvese kudivi rino reRwizi,*+ kubva kuTifsa kusvika kuGaza,+ kubatanidza madzimambo ese aiva kudivi rino reRwizi; uye akava nerugare munzvimbo dzese, kumativi ese akanga akamupoteredza.+ 25 VaJudha nevaIsraeri vaigara zvakanaka vasina chekutya, mumwe nemumwe ari pasi pemuzambiringa wake nepasi pemuonde wake, kubva kuDhani kusvika kuBheeri-shebha, mazuva ese aSoromoni.
-