2 Makoronike 12:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Muprofita Shemaya+ akaenda kwaiva naRehobhoamu nemachinda eJudha ayo akanga aungana kuJerusarema nekuti aitya Shishaki, uye akati kwavari: “Zvanzi naJehovha, ‘Makandisiya, saka ini ndakusiyaiwo+ kuti muve muruoko rwaShishaki.’”
5 Muprofita Shemaya+ akaenda kwaiva naRehobhoamu nemachinda eJudha ayo akanga aungana kuJerusarema nekuti aitya Shishaki, uye akati kwavari: “Zvanzi naJehovha, ‘Makandisiya, saka ini ndakusiyaiwo+ kuti muve muruoko rwaShishaki.’”