2 Makoronike 12:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino muprofita Shemaya+ akasvika kuna Rehobhoamu nemachinda aJudha akanga aungana kuJerusarema nokuda kwaShishaki, akati kwavari: “Zvanzi naJehovha, ‘Imi makandisiya,+ uye ini ndakusiyaiwo+ kuti muve muruoko rwaShishaki.’”
5 Zvino muprofita Shemaya+ akasvika kuna Rehobhoamu nemachinda aJudha akanga aungana kuJerusarema nokuda kwaShishaki, akati kwavari: “Zvanzi naJehovha, ‘Imi makandisiya,+ uye ini ndakusiyaiwo+ kuti muve muruoko rwaShishaki.’”