RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Samueri 3:29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 Mhosva yacho ngaive pamusoro waJoabhi+ nepaimba yese yababa vake. Mumba maJoabhi ngamurege kumboshayika murume ane chirwere chekubuda zvinoyerera+ kana ane maperembudzi+ kana murume anoshandisa mudziyo wekugadzirisa shinda* kana munhu anourayiwa nebakatwa kana anoshayiwa zvekudya!”+

  • 1 Madzimambo 2:31-34
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 31 Mambo akabva ati kwaari: “Ita sezvaataura; muuraye umuvige, kuti ubvise pandiri nepaimba yababa vangu ropa rakadeurwa naJoabhi pasina chikonzero.+ 32 Jehovha achamutsiva mhosva yake yekudeura ropa, nekuti baba vangu Dhavhidhi vasingazivi, akarwisa varume vaviri vakarurama uye vakanaka kumupfuura akavauraya nebakatwa, vanoti: Abhineri+ mwanakomana waNeri, mukuru weuto raIsraeri,+ naAmasa+ mwanakomana waJeteri, mukuru weuto raJudha.+ 33 Mhosva yekufa kwavo ichauya pana Joabhi nepavana vake* nekusingaperi;+ asi kuna Dhavhidhi nekuvana vake* nekuimba yake nekuchigaro chake cheumambo ngakuve nerugare runobva kuna Jehovha nekusingaperi.” 34 Bhenaya mwanakomana waJehoyadha akabva aenda akarwisa Joabhi akamuuraya, uye akavigwa pamba pake murenje.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe