RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 28:64
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 64 “Jehovha achakuparadzira pakati pemarudzi ese, kubva kune mumwe mugumo wenyika kusvikira kune mumwe mugumo wenyika,+ uye ikoko uchashumira vanamwari vematanda nevematombo vawakanga usingazivi iwe nemadzitateguru ako.+

  • 2 Madzimambo 15:29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 Mumazuva aMambo Peka weIsraeri, Mambo Tigrati-pireseri+ weAsiriya akapinda nechisimba akatora Ijoni, Abheri-bheti-maaka,+ Janoa, Kedheshi,+ Hazori, Giriyedhi,+ neGarireya, nyika yese yaNaftari,+ akatapa vagari vemo akaenda navo kuAsiriya.+

  • 2 Madzimambo 18:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Mambo weAsiriya akabva atapa vaIsraeri+ akavaendesa kuAsiriya, akavagarisa muHeira nemuHabhori kurwizi rwaGozani uye mumaguta evaMedhiya.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe