Jakobho 5:17, 18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Eriya aingovawo munhu sesu, asi paakanyengetera nemwoyo wese kuti kusanaya, mvura haina kunaya munyika yacho kwemakore matatu nemwedzi 6.+ 18 Akanyengeterazve, denga rikanayisa mvura, nyika yacho ikabereka.+
17 Eriya aingovawo munhu sesu, asi paakanyengetera nemwoyo wese kuti kusanaya, mvura haina kunaya munyika yacho kwemakore matatu nemwedzi 6.+ 18 Akanyengeterazve, denga rikanayisa mvura, nyika yacho ikabereka.+