Nehemiya 9:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 “Saka nemhaka yeizvi zvese, tiri kuita chibvumirano+ tichiita zvekuchinyora, uye chakasimbiswa nechidhindo chemachinda edu, vaRevhi vedu, nevapristi vedu.”+ Esteri 8:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Iye zvino munogona kunyora muzita ramambo chero zvamunofunga kuti zvakanaka muchiitira vaJudha, mozvidhinda nerin’i yamambo ine chidhindo, nekuti murayiro unenge wanyorwa muzita ramambo wodhindwa nerin’i yamambo ine chidhindo haugoni kubviswa.”+
38 “Saka nemhaka yeizvi zvese, tiri kuita chibvumirano+ tichiita zvekuchinyora, uye chakasimbiswa nechidhindo chemachinda edu, vaRevhi vedu, nevapristi vedu.”+
8 Iye zvino munogona kunyora muzita ramambo chero zvamunofunga kuti zvakanaka muchiitira vaJudha, mozvidhinda nerin’i yamambo ine chidhindo, nekuti murayiro unenge wanyorwa muzita ramambo wodhindwa nerin’i yamambo ine chidhindo haugoni kubviswa.”+