-
Joshua 13:2, 3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
2 Iyi ndiyo nyika yasara:+ nzvimbo dzese dzevaFiristiya nedzevaGeshuri vese+ 3 (kubva kuna Shihori* kumabvazuva kweIjipiti* zvichikwira kusvikira kumuganhu weEkroni kuchamhembe, yaimbonzi ndeyevaKenani)+ kusanganisira iya yemadzishe mashanu evaFiristiya+ kureva vaGaza, vaAshdhodhi,+ vaAshkeroni,+ vaGati+ nevaEkroni;+ nyika yevaAvhimu+
-